Vana Vatatu naHungwe - Mutendi Daniel Mutendi - Books - Daniel Mutendi - 9781779213112 - March 1, 2022
In case cover and title do not match, the title is correct

Vana Vatatu naHungwe

Price
HK$ 223
excl. VAT

Ordered from remote warehouse

Expected to be ready for shipping Jul 24 - Aug 5
Get notified about new Mutendi Daniel Mutendi releases
Add to your iMusic wish list

Not rated yet

Vana vatatu vanoshanyira kuGreat Zimbabwe navabereki vavo. Zvino vari muzhira kudzokera kumba kuHarare, vanotenga Shiri yeZimbabwe yakavezwa nomunyaka pamusika uri parutivi pomugwagwa, kubva kune imwe harahwa. Shiri iyi ine mashiripiti, naizvozvo vana vanofara chose nayo.

Batana nevatatu ava neshamwari yavo, zigondo rinonzi Hungwe, pavanopinda munguva yakapfuura vachindodzidza pamusoro penyika yavo yavanodisa, Zimbabwe. 


Bhuku iri rakanakira kudzidzisa vana kuverenga chiShona, uyevo kuvadzidzisa zvimwe zvezvinhu zvakaitika munyika yavo yeZimbabwe. Rinobetsera kusimbisa muvana kuti vanombova vanani ivo.


Iri ibhuku rokutanga pamatatu anotaura zvenyaya yeVana vatatu naHungwe.

Media Books     Paperback Book   (Book with soft cover and glued back)
Released March 1, 2022
ISBN13 9781779213112
Publishers Daniel Mutendi
Pages 126
Dimensions 150 × 220 × 10 mm   ·   317 g
Language English  

More from the same publisher